Mapisarema 5:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi vanopotera mamuri ngavafare, varambe vachiimba nomufaro. Imiwo vadzivirirei, kuitira kuti vanoda zita renyu vapembere nokufara mamuri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Asi ʋose ʋanoʋimba nemi ŋgaʋafare, Ŋgaʋaɗanidzire nomufaro ŋguʋa dzose, nokuti imi munoʋadzitira; Ʋose ʋanoɗa zita renyu ŋgaʋafare nemi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Asi vose vanovimba nemi ngavafare, Ngavadanidzire nomufaro nguva dzose, nokuti imi munovadzitira; Vose vanoda zita renyu ngavafare nemi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi vanopotera mamuri ngavafare, varambe vachiimba nomufaro. Imiwo vadzivirirei, kuitira kuti vanoda zita renyu vapembere nokufara mamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi vanopotera mamuri ngavafare, varambe vachiimba nomufaro. Imiwo vadzivirirei, kuitira kuti vanoda zita renyu vapembere nokufara mamuri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Asi vose vanovanda mamuri ngavafare; ngavagare vachiimba nomufaro. Tambanudzirai pamusoro pavo kudzivirira kwenyu, kuitira kuti vaya vanoda zita renyu vafare mamuri. See the chapter |