Mapisarema 3:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Handityi zviuru zvavanhu zvakazanirana, zvavanhu varongana vakandikomba, vanoda kundirwisa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Handiŋgatyi ɀuru ɀamazana ɀaʋanhu, Ʋakandikomberedza kuzorwa neni. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Handingatyi zviuru zvamazana zvavanhu, Vakandikomberedza kuzorwa neni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Handityi zviuru zvavanhu zvakazanirana, zvavanhu varongana vakandikomba, vanoda kundirwisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Handityi zviuru zvavanhu zvakazanirana, zvavanhu varongana vakandikomba, vanoda kundirwisa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Handizotyi makumi ezviuru vakandikomba kuti vandirwise. See the chapter |