Mapisarema 3:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Nhai TENZI, kuwanda here ikoko kwakaita mhandu dzangu! Vazhinji vavakundimukira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Haiwa Jehova, ʋadziʋisi ʋaŋgu ʋawanda sei! Ʋazhinji ʋanondimukira. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Haiwa Jehovha, vadzivisi vangu vawanda sei! Vazhinji vanondimukira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Nhai TENZI, kuwanda here ikoko kwakaita mhandu dzangu! Vazhinji vavakundimukira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Nhai TENZI, kuwanda here ikoko kwakaita mhandu dzangu! Vazhinji vavakundimukira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Haiwa Jehovha, vadzivisi vangu vakawanda sei! Vakawanda sei vanondimukira! See the chapter |