Mapisarema 22:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Asi imi ndimi makandiburitsa munhumbu mukandichengeta zvakanaka pandaiyamwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Asi ndimi makandiɓuɗisa paciɀaro; Makandiʋimbisa nemi ndiciri pamazamu amai ʋaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Asi ndimi makandibudisa pachizvaro; Makandivimbisa nemi ndichiri pamazamu amai vangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Asi imi ndimi makandiburitsa munhumbu mukandichengeta zvakanaka pandaiyamwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Asi imi ndimi makandiburitsa munhumbu mukandichengeta zvakanaka pandaiyamwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Asi ndimi makandibudisa mudumbu; mukaita kuti ndivimbe nemi ndichiri pachipfuva chamai vangu. See the chapter |