Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 22:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Asi ini ndiri honye, handisi munhu ndinoshorwa navanhu, ndinozvidzwa navanhu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Asi ini ndiri honye, handizi munhu; Ndiri cinhu cinoɀidzwa naʋanhu, cinoshoʋorwa naʋanhu ʋose.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Asi ini ndiri honye, handizi munhu; Ndiri chinhu chinozvidzwa navanhu, chinoshorwa navanhu vose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Asi ini ndiri honye, handisi munhu ndinoshorwa navanhu, ndinozvidzwa navanhu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Asi ini ndiri honye, handisi munhu ndinoshorwa navanhu, ndinozvidzwa navanhu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Asi ini ndiri honye kwete munhu, ndinozvidzwa navanhu uye ndinoshorwa namarudzi.

See the chapter Copy

Mapisarema 22:6

Follow us:

Advertisements

Advertisements