Online Bible

- Advertisements -




Mapisarema 21:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ruoko rwenyu ruchabata vavengi venyu vose. Ruoko rwenyu ruchabata vanokuvengai.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ruʋoko rwenyu rucawana ʋaʋeŋgi ʋenyu ʋose; Ruʋoko rwenyu rworudyi rucawana ʋose ʋanokuʋeŋgai.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Ruoko rwenyu ruchawana vavengi venyu vose; Ruoko rwenyu rworudyi ruchawana vose vanokuvengai.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ruoko rwenyu ruchabata vavengi venyu vose. Ruoko rwenyu ruchabata vanokuvengai.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Ruoko rwenyu ruchabata vavengi venyu vose. Ruoko rwenyu ruchabata vanokuvengai.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ruoko rwenyu ruchabata vavengi venyu vose; ruoko rwenyu rworudyi ruchabata vavengi venyu.

See the chapter Copy




Mapisarema 21:8

Follow us:

Advertisements


Advertisements