Mapisarema 21:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nokuti makaisa zvikomborero zvenyu paari nokusingaperi uye anofara nokuvapo kwenyu See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti munomukomborera ɀikuru nokusiŋgaperi; Munomufadza nomufaro pamberi penyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Nokuti munomukomborera zvikuru nokusingaperi; Munomufadza nomufaro pamberi penyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nokuti makaisa zvikomborero zvenyu paari nokusingaperi uye anofara nokuvapo kwenyu See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Nokuti makaisa zvikomborero zvenyu paari nokusingaperi uye anofara nokuvapo kwenyu See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Zvirokwazvo makamupa maropafadzo anogara nokusingaperi, mukamufadza nomufaro pamberi penyu. See the chapter |