Mapisarema 21:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kana zvavo vakafunga zvakaipa zvokukuitirai, kana vakaronga mazano akaipa havambobudirira See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nokuti ʋakafuŋga kukuitirai ɀakaipa; Ʋakafuŋga zano rakaipa, asi haʋagoni kuɀiita. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Nokuti vakafunga kukuitirai zvakaipa; Vakafunga zano rakaipa, asi havagoni kuzviita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kana zvavo vakafunga zvakaipa zvokukuitirai, kana vakaronga mazano akaipa havambobudirira See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Kana zvavo vakafunga zvakaipa zvokukuitirai, kana vakaronga mazano akaipa havambobudirira See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Kunyange vachirangana zvakaipa pamusoro penyu nokufunga mano akaipa, havangagoni kubudirira; See the chapter |