Mapisarema 21:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Muchaparadza vana vavo panyika uyewo vana vavo pakati pavanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Mucaparadza ɀiɓereko ɀaʋo panyika, Naʋana ʋaʋo pakati paʋana ʋaʋanhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Muchaparadza zvibereko zvavo panyika, Navana vavo pakati pavana vavanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Muchaparadza vana vavo panyika uyewo vana vavo pakati pavanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Muchaparadza vana vavo panyika uyewo vana vavo pakati pavanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Muchaparadza zvizvarwa zvavo kubva panyika, vana vavo kubva pakati pavanhu. See the chapter |