Mapisarema 2:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndichataura pachena chirevo chaTENZI akanditi iwe ndiwe mwanakomana wangu, nhasi ndakubereka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ndicaparidza cireʋo, cinoti: Jehova wakati kwandiri: Ndiwe mŋanakomana waŋgu; Nhasi ndakakuɓereka. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Ndichaparidza chirevo, chinoti, “Jehovha akati kwandiri, ‘Ndiwe mwanakomana wangu; Nhasi ndakubereka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndichataura pachena chirevo chaTENZI akanditi iwe ndiwe mwanakomana wangu, nhasi ndakubereka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ndichataura pachena chirevo chaTENZI akanditi iwe ndiwe mwanakomana wangu, nhasi ndakubereka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ndichaparidza chirevo chaJehovha, ndichiti: Iye akati kwandiri, “Ndiwe Mwanakomana wangu; nhasi ndava Baba vako. See the chapter |