Mapisarema 19:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Rinobuda kwakaperera denga richifamba kundosvika kumwe kwarinogumira. Hakuna chingavande kupisa kwaro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kuɓuɗa kwaro kunobva pamugumo weɗeŋga, Kupota kwaro kunoȿika pakuguma kwaro ɀe; Hakune‐cinhu cakaʋanzirwa kupisa kwaro. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Kubuda kwaro kunobva pamugumo wedenga, Kupota kwaro kunosvika pakuguma kwarozve; Hakune chinhu chakavanzirwa kupisa kwaro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Rinobuda kwakaperera denga richifamba kundosvika kumwe kwarinogumira. Hakuna chingavande kupisa kwaro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Rinobuda kwakaperera denga richifamba kundosvika kumwe kwarinogumira. Hakuna chingavande kupisa kwaro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Rinobuda kuno rumwe rutivi rwedenga richitenderera kusvikira kuno rumwe rutivi; hakuna chinhu chakavanzika kubva pakupisa kwaro. See the chapter |