Mapisarema 19:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Matenga anoparidza mbiri yaMwari, ziendanakuenda rinodura pachena mabasa aMwari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Kuɗeŋga‐ɗeŋga kunoparidzira kubginya kwaMŋari; Ʋuye ɗeŋga rinoratidza ɓasa ramaʋoko ake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Kudenga-denga kunoparidzira kubwinya kwaMwari; Uye denga rinoratidza basa ramaoko ake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Matenga anoparidza mbiri yaMwari, ziendanakuenda rinodura pachena mabasa aMwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Matenga anoparidza mbiri yaMwari, ziendanakuenda rinodura pachena mabasa aMwari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Matenga anotaura kubwinya kwaMwari; matenga anoparidza mabasa amaoko ake. See the chapter |