Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 18:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Munhamo yangu iyi ndakachema kuna TENZI. Ndakachema kuna iye Mwari wangu, kuti andibatsire muTemberi yake, iye akanzwa izwi rangu, kuchema kwangu kukasvika munzeve dzake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Pakutambudzika kwaŋgu ndakaɗana kunaJehova, Ndikaɗana kunaMŋari waŋgu; Akanzwa inzwi raŋgu ari mutembere yake; Kucema kwaŋgu pamberi pake kukaȿika munzeʋe dzake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Pakutambudzika kwangu ndakadana kuna Jehovha, Ndikadana kuna Mwari wangu; Akanzwa izwi rangu ari mutemberi yake; Kuchema kwangu pamberi pake kukasvika munzeve dzake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Munhamo yangu iyi ndakachema kuna TENZI. Ndakachema kuna iye Mwari wangu, kuti andibatsire muTemberi yake, iye akanzwa izwi rangu, kuchema kwangu kukasvika munzeve dzake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Munhamo yangu iyi ndakachema kuna TENZI. Ndakachema kuna iye Mwari wangu, kuti andibatsire muTemberi yake, iye akanzwa izwi rangu, kuchema kwangu kukasvika munzeve dzake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Pakutambudzika kwangu ndakadana kuna Jehovha; ndakadana kuna Mwari wangu kuti ndibatsirwe. Akanzwa inzwi rangu ari mutemberi yake; kuchema kwangu kwakasvika pamberi pake munzeve dzake.

See the chapter Copy

Mapisarema 18:6

Follow us:

Advertisements

Advertisements