Mapisarema 18:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Vatorwa vaiuya kwandiri vachitodemba, vaiti vakangondinzwa chete vainditeerera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Ʋacaterera pakarepo kana ʋacindinzwa, Ʋatorwa ʋacanamata kwandiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200244 Vachateerera pakarepo kana vachindinzwa, Vatorwa vachanamata kwandiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Vatorwa vaiuya kwandiri vachitodemba, vaiti vakangondinzwa chete vainditeerera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona44 Vatorwa vaiuya kwandiri vachitodemba, vaiti vakangondinzwa chete vainditeerera. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Pavanongondinzwa, vanonditeerera; vatorwa vanokotama pamberi pangu. See the chapter |