Mapisarema 18:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Makandinunura mumhirizhonga yomumba mangu makandiita musoro wendudzi dzavanhu vanhu vandakanga ndisingamboziva vakandishandira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Makandirwira pakukakaʋadzana kwaʋanhu; Makandiita mukuru wendudzi; Ʋanhu ʋandakaŋga ndisiŋgaziʋi, ʋacandishumira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200243 Makandirwira pakukakavadzana kwavanhu; Makandiita mukuru wendudzi; Vanhu vandakanga ndisingazivi, vachandishumira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Makandinunura mumhirizhonga yomumba mangu makandiita musoro wendudzi dzavanhu vanhu vandakanga ndisingamboziva vakandishandira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona43 Makandinunura mumhirizhonga yomumba mangu makandiita musoro wendudzi dzavanhu vanhu vandakanga ndisingamboziva vakandishandira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Makandirwira pakurwisa kwavanhu; makandiita musoro wendudzi; vanhu vandakanga ndisingazivi vava varanda vangu. See the chapter |