Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 18:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Ndakavapwanya-pwanya zvokuti havana kukwanisa kumuka, vakati rakata pasi petsoka dzangu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Ndicaʋaɓaya, ʋakoniwe kusimuka; Ʋacawira pasi petsoka dzaŋgu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Ndichavabaya, vakoniwe kusimuka; Vachawira pasi petsoka dzangu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Ndakavapwanya-pwanya zvokuti havana kukwanisa kumuka, vakati rakata pasi petsoka dzangu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Ndakavapwanya-pwanya zvokuti havana kukwanisa kumuka, vakati rakata pasi petsoka dzangu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Ndakavapwanya kuti vakoniwe kusimuka; vakawira pasi petsoka dzangu.

See the chapter Copy

Mapisarema 18:38

Follow us:

Advertisements

Advertisements