Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 18:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Anodzidzisa maoko angu kurwa hondo zvokuti kunyange uta hwendarira, maoko angu anogona kutatamura.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Unodzidzisa maʋoko aŋgu kurwa; Naiɀoɀo maʋoko aŋgu anowembura ʋuta bgendarira.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Anodzidzisa maoko angu kurwa; Naizvozvo maoko angu anowembura huta hwendarira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Anodzidzisa maoko angu kurwa hondo zvokuti kunyange uta hwendarira, maoko angu anogona kutatamura.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Anodzidzisa maoko angu kurwa hondo zvokuti kunyange uta hwendarira, maoko angu anogona kutatamura.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Anodzidzisa maoko angu kurwa; maoko angu anowembura uta hwendarira.

See the chapter Copy

Mapisarema 18:34

Follow us:

Advertisements

Advertisements