Mapisarema 18:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Ndiye Mwari akandipa simba akaita kuti nzira yangu ifambike. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Iye Mŋari, unondisuŋga ciʋuno nesimba, Unokwanisa nzira yaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Iye Mwari, anondisunga chiuno nesimba, Anokwanisa nzira yangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Ndiye Mwari akandipa simba akaita kuti nzira yangu ifambike. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Ndiye Mwari akandipa simba akaita kuti nzira yangu ifambike. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 NdiMwari anondishongedza nesimba uye anokwanisa nzira yangu. See the chapter |