Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 18:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Kuna ane mwoyo wakanaka imi makanaka, asi kune ane muitiro wakakombama, imiwo munobva mavava.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Wakanaka munomuitira ʋo ɀakanaka, Nowakatsauka, munomuitira ʋo nehasha.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Akanaka munomuitirawo zvakanaka, Nowakatsauka, munomuitirawo nehasha.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Kuna ane mwoyo wakanaka imi makanaka, asi kune ane muitiro wakakombama, imiwo munobva mavava.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Kuna ane mwoyo wakanaka imi makanaka, asi kune ane muitiro wakakombama, imiwo munobva mavava.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 kuna vakachena munoratidza kuchena kwenyu, asi kuna vakatsauka munoratidza hasha dzenyu.

See the chapter Copy

Mapisarema 18:26

Follow us:

Advertisements

Advertisements