Mapisarema 18:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kuna akatendeka imi makatendeka, kune akarurama imi makarurama. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Uneŋgoni munomuitira ʋo neŋgoni, Nomunhu wakarurama kwaɀo, munomuitira ʋo ɀakarurama; See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Ane ngoni munomuitirawo nengoni, Nomunhu wakarurama kwazvo, munomuitirawo zvakarurama; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kuna akatendeka imi makatendeka, kune akarurama imi makarurama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Kuna akatendeka imi makatendeka, kune akarurama imi makarurama. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Kuna vakatendeka munoratidza kutendeka kwenyu, kuna vasina chavangapomerwa munoratidza kusapomerwa kwenyu, See the chapter |