Mapisarema 18:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ndokusaka TENZI andidzorerawo maererano nokururama kwangu zvichifambiranawo nokuchena kwamaoko angu mukuona kwake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Naiɀoɀo Jehova wakandiitira ɀakaenzana nokururama kwaŋgu, Ɀakaenzana nokucena kwamaʋoko aŋgu pamberi pake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Naizvozvo Jehovha akandiitira zvakaenzana nokururama kwangu, Zvakaenzana nokuchena kwamaoko angu pamberi pake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ndokusaka TENZI andidzorerawo maererano nokururama kwangu zvichifambiranawo nokuchena kwamaoko angu mukuona kwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Ndokusaka TENZI andidzorerawo maererano nokururama kwangu zvichifambiranawo nokuchena kwamaoko angu mukuona kwake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Jehovha akandipa mubayiro zvakaringana nokururama kwangu, zvakaringana nokuchena kwamaoko angu pamberi pake. See the chapter |