Mapisarema 18:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kwaari, handina chinoshoreka. Ndakazvichengeta ndisina mhosva. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ndakaŋga ndakarurama ʋo kwaari, Ndakaɀiceŋgeta ini paɀakaipa ɀaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Ndakanga ndakaruramawo kwaari, Ndakazvichengeta ini pazvakaipa zvangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kwaari, handina chinoshoreka. Ndakazvichengeta ndisina mhosva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Kwaari, handina chinoshoreka. Ndakazvichengeta ndisina mhosva. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Ndakanga ndisina chandingapomerwa pamberi pake, uye ndakazvichengeta kuti ndigare kure nechivi. See the chapter |