Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 18:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 nokuti chainditungamirira, zvirongwa zvake zvose, mirawo yake handina kuibvisa kwandiri.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Nokuti ɀose ɀaakatoŋga ɀakaŋga ɀiri pamberi paŋgu, Handina‐kusundira kure neni ɀaakatema.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Nokuti zvose zvaakatonga zvakanga zviri pamberi pangu, Handina kusundira kure neni zvaakatema.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 nokuti chainditungamirira, zvirongwa zvake zvose, mirawo yake handina kuibvisa kwandiri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 nokuti chainditungamirira, zvirongwa zvake zvose, mirawo yake handina kuibvisa kwandiri.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Mirayiro yake yose iri pamberi pangu; handina kutsauka pazvirevo zvake.

See the chapter Copy

Mapisarema 18:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements