Mapisarema 18:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 nokuti ndakarambira ndiri mumakwara aTENZI; handina kuita chakaipa chokusiyana naMwari wangu, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Nokuti ndakaceŋgeta nzira dzaJehova, Handina‐kubva kunaMŋari waŋgu nokunyeŋgera. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Nokuti ndakachengeta nzira dzaJehovha, Handina kubva kuna Mwari wangu nokunyengera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 nokuti ndakarambira ndiri mumakwara aTENZI; handina kuita chakaipa chokusiyana naMwari wangu, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 nokuti ndakarambira ndiri mumakwara aTENZI; handina kuita chakaipa chokusiyana naMwari wangu, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Nokuti ndakachengeta nzira dzaJehovha; handina kuita zvakaipa nokubva pana Mwari wangu. See the chapter |