Mapisarema 18:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akandinunura kuvavengi vangu vane simba nokuna vaindivenga, nokuti vaiva nesimba kupinda ini. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Wakandirwira pamuʋeŋgi waŋgu unesimba, Nokunaʋanondiʋeŋga, nokuti ʋakaŋga ʋondikurira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Akandirwira pamuvengi wangu ane simba, Nokuna vanondivenga, nokuti vakanga vondikurira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akandinunura kuvavengi vangu vane simba nokuna vaindivenga, nokuti vaiva nesimba kupinda ini. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Akandinunura kuvavengi vangu vane simba nokuna vaindivenga, nokuti vaiva nesimba kupinda ini. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Akandinunura kubva kuvavengi vangu vane simba, kubva kuvadzivisi vangu, vakanga vakasimba zvikuru kwandiri. See the chapter |