Mapisarema 18:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Akakanda miseve yake vakati dzvamu kuparara, akapenyesa mheni vakati ware kuparara. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Wakatuma miseʋe yake, akaʋaparadza; Ɀirokwaɀo, nemheni zhinji, akaʋavundusa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Akatuma miseve yake, akavaparadza; Zvirokwazvo, nemheni zhinji, akavavhundusa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Akakanda miseve yake vakati dzvamu kuparara, akapenyesa mheni vakati ware kuparara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Akakanda miseve yake vakati dzvamu kuparara, akapenyesa mheni vakati ware kuparara. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Akapfura miseve yake akaparadzira vavengi vake, kupenya kukuru kwemheni kukavavhundutsa. See the chapter |