Mapisarema 17:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kana mukaedzawo zvenyu mwoyo wangu; kana kuti mukandishanyira zvenyu usiku; kana mukaedza kuona zvandiri hamumboona uipi mandiri. Handimbokanganisa nomuromo wangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Makaidza mŋoyo waŋgu; makandishanyira ʋusiku; Makandiidza, mukasawana kufuŋga kwakaipa mandiri; Ndakaɀisuŋga kuti muromo waŋgu urege kuɗarika. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Makaidza mwoyo wangu; makandishanyira usiku; Makandiidza, mukasawana kufunga kwakaipa mandiri; Ndakazvisunga kuti muromo wangu urege kudarika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kana mukaedzawo zvenyu mwoyo wangu; kana kuti mukandishanyira zvenyu usiku; kana mukaedza kuona zvandiri hamumboona uipi mandiri. Handimbokanganisa nomuromo wangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Kana mukaedzawo zvenyu mwoyo wangu; kana kuti mukandishanyira zvenyu usiku; kana mukaedza kuona zvandiri hamumboona uipi mandiri. Handimbokanganisa nomuromo wangu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Kunyange mukaedza mwoyo wangu uye mukandiongorora usiku, kunyange mukandiedza, hamungawani chinhu; ndakazvisunga kuti muromo wangu urege kutadza. See the chapter |