Mapisarema 16:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Muganhu wangu waenda napakanaka. Hakusi kunaka ikoko kwakaita nhaka yangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Rwonzi rwokuyera rwakandiyerera nɀimbo dzakanaka; Ɀirokwaɀo, nhaka yaŋgu yakaiȿo‐naka. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Rwonzi rwokuyera rwakandiyerera nzvimbo dzakanaka; Zvirokwazvo, nhaka yangu yakaisvonaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Muganhu wangu waenda napakanaka. Hakusi kunaka ikoko kwakaita nhaka yangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Muganhu wangu waenda napakanaka. Hakusi kunaka ikoko kwakaita nhaka yangu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ndakayererwa miganhu panzvimbo yakanaka; zvirokwazvo ndine nhaka inofadza. See the chapter |