Mapisarema 16:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vanozvisarudzira mumwe mwari, vanozviwanzira nhamo. Handisi kuzopira kwavari miteuro yeropa. Handifi ndadaidza mazita avo nomuromo wangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kucema kucawanzwa kwaʋanoʋigira mumŋe mŋari ɀipo; Ɀipiriso ɀaʋo ɀinoɗururwa ɀeropa handiŋgaɀiɗururi, Namazita aʋo handiŋgaareʋi nemiromo yaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Kuchema kuchawanzwa kwavanovigira mumwe mwari zvipo; Zvipiriso zvavo zvinodururwa zveropa handingazvidururi, Namazita avo handingaarevi nemiromo yangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vanozvisarudzira mumwe mwari, vanozviwanzira nhamo. Handisi kuzopira kwavari miteuro yeropa. Handifi ndadaidza mazita avo nomuromo wangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vanozvisarudzira mumwe mwari, vanozviwanzira nhamo. Handisi kuzopira kwavari miteuro yeropa. Handifi ndadaidza mazita avo nomuromo wangu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kuchema kuchawedzerwa, kwaavo vanomhanyira vamwe vamwari. Handichazodiri zvipiriso zvavo zveropa zvinodururwa kana kuisa mazita avo pamiromo yangu. See the chapter |