Mapisarema 15:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Munhu anozvidza munhu akashata; asi anoremekedza vanoremekedza TENZI, anochengeta zvaanenge apika kuita kunyange zvichirwadza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Munhu wakashata unoɀidzwa naye; Asi unokudza ʋanotya Jehova. Iye unoti kana aciŋge apika, haaŋgazoshanduri shoko rake, kunyaŋge ɀikaʋa ɀakaipa kwaari. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Munhu akashata anozvidzwa naye; Asi anokudza vanotya Jehovha. Iye anoti kana achinge apika, haangazoshanduri shoko rake, kunyange zvikava zvakaipa kwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Munhu anozvidza munhu akashata; asi anoremekedza vanoremekedza TENZI, anochengeta zvaanenge apika kuita kunyange zvichirwadza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Munhu anozvidza munhu akashata; asi anoremekedza vanoremekedza TENZI, anochengeta zvaanenge apika kuita kunyange zvichirwadza. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 anozvidza munhu akaipa asi anokudza vaya vanotya Jehovha, anochengeta mhiko yake kunyange kana zvichirwadza, See the chapter |