Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 14:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Ipapo vachabatwa nokutya kukuru nokuti Mwari ari pamwe nechizvarwa chavakarurama.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ʋakaŋga ʋacitya ɀikuru ipapo; Nokuti Mŋari unogara parudzi rwaʋakarurama.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Vakanga vachitya zvikuru ipapo; Nokuti Mwari anogara parudzi rwavakarurama.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Ipapo vachabatwa nokutya kukuru nokuti Mwari ari pamwe nechizvarwa chavakarurama.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Ipapo vachabatwa nokutya kukuru nokuti Mwari ari pamwe nechizvarwa chavakarurama.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Pavari ipapo, vakazara nokutya, nokuti Mwari ari paungano yavakarurama.

See the chapter Copy

Mapisarema 14:5

Follow us:

Advertisements

Advertisements