Mapisarema 13:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndichaimbira TENZI nokuti akandiitira zvakanaka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ndicaimbira Jehova, Nokuti wakandiitira ɀakanaka. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Ndichaimbira Jehovha, Nokuti akandiitira zvakanaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndichaimbira TENZI nokuti akandiitira zvakanaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ndichaimbira TENZI nokuti akandiitira zvakanaka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ndichaimbira Jehovha, nokuti akandinakira. See the chapter |