Mapisarema 12:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vakaipa vari kufamba kose kose uipi zvauri kurumbidzwa kudai pakati pavanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakaipa ʋanofamba pamatiʋi ose, Kana ɀakashata ɀicikudzwa pakati paʋanakomana ʋaʋanhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Vakaipa vanofamba pamativi ose, Kana zvakashata zvichikudzwa pakati pavanakomana vavanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vakaipa vari kufamba kose kose uipi zvauri kurumbidzwa kudai pakati pavanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vakaipa vari kufamba kose kose uipi zvauri kurumbidzwa kudai pakati pavanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vakaipa vanofamba-famba vakasununguka kana zvakashata zvichikudzwa pakati pavanhu. See the chapter |