Mapisarema 100:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nokuti TENZI akanaka, mwoyochena wake hauperi, kutendeka kwake kunosvika kuzvizvarwa nezvizvarwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti Jehova wakanaka; ŋgoni dzake dziri’po nokusiŋgaperi; Nokutendeka kwake kumarudzi namarudzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti Jehovha akanaka; ngoni dzake dziripo nokusingaperi; Nokutendeka kwake kumarudzi namarudzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nokuti TENZI akanaka, mwoyochena wake hauperi, kutendeka kwake kunosvika kuzvizvarwa nezvizvarwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Nokuti TENZI akanaka, mwoyochena wake hauperi, kutendeka kwake kunosvika kuzvizvarwa nezvizvarwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Nokuti Jehovha akanaka uye rudo rwake runogara nokusingaperi; kutendeka kwake kunoramba kuripo kuzvizvarwa zvose. See the chapter |