Mapisarema 10:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvose zvaanoita zvinobudirira. Matongero enyu ari kure naye; ari kokoko kumusoro kure naye; kana zviri zvavavengi vake, anovasinamisira uso. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nzira dzake dzakasimba ŋguʋa dzose; Ɀamunotoŋga imi ɀiri kure kumsoro, haaɀiʋoni; Kana ʋari ʋadziʋisi ʋake ʋose, unoʋashoʋora. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Nzira dzake dzakasimba nguva dzose; Zvamunotonga imi zviri kure kumusoro, haazvioni; Kana vari vadzivisi vake vose, anovashora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvose zvaanoita zvinobudirira. Matongero enyu ari kure naye; ari kokoko kumusoro kure naye; kana zviri zvavavengi vake, anovasinamisira uso. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Zvose zvaanoita zvinobudirira. Matongero enyu ari kure naye; ari kokoko kumusoro kure naye; kana zviri zvavavengi vake, anovasinamisira uso. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Nzira dzake dzinobudirira nguva dzose; anozvikudza uye mirayiro yenyu iri kure naye; anodadira vavengi vake vose. See the chapter |