Mapisarema 10:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 nokuti munhu akaipa anotozvirovera dundundu havi dzake. Munhu ana makaro anoshonha nokuramba TENZI. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti wakaipa unoɀirumbidza pamsoro peɀinoɗa mŋoyo wake, Unoruciʋa unoramba Jehova nokumuɀidza. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti wakaipa anozvirumbidza pamusoro pezvinoda mwoyo wake, Anoruchiva anoramba Jehovha nokumuzvidza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 nokuti munhu akaipa anotozvirovera dundundu havi dzake. Munhu ana makaro anoshonha nokuramba TENZI. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 nokuti munhu akaipa anotozvirovera dundundu havi dzake. Munhu ana makaro anoshonha nokuramba TENZI. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Anozvirumbidza pamusoro pezvinopangwa nomwoyo wake; anoropafadza vanokara uye anozvidza Jehovha. See the chapter |