Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 10:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Munhu wakaipa anototi sika sika zvake kudzingirira murombo. Itai kuti vabatwe nemisungo yavakazviteera

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Pakuɀikudza kwake wakaipa unotambudza murombo ɀikuru; Ŋgaʋaɓatwe namano aʋakafuŋga.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Pakuzvikudza kwake akaipa anotambudza murombo zvikuru; Ngavabatwe namano avakafunga.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Munhu wakaipa anototi sika sika zvake kudzingirira murombo. Itai kuti vabatwe nemisungo yavakazviteera

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Munhu wakaipa anototi sika sika zvake kudzingirira murombo. Itai kuti vabatwe nemisungo yavakazviteera

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Pakuzvikudza kwake munhu akaipa anovhima vasina simba, vanobatwa namano okufunga kwake.

See the chapter Copy

Mapisarema 10:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements