Mapisarema 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nokuti TENZI ane hanya nenzira yavakarurama asi nzira yavakaipa ichaparara. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti Jehova unoziʋa nzira yaʋakarurama; Asi nzira yaʋakaipa icaparadzwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Nokuti Jehovha anoziva nzira yavakarurama; Asi nzira yavakaipa ichaparadzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nokuti TENZI ane hanya nenzira yavakarurama asi nzira yavakaipa ichaparara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Nokuti TENZI ane hanya nenzira yavakarurama asi nzira yavakaipa ichaparara. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Nokuti Jehovha anotarira nzira yavakarurama, asi nzira yavakaipa ichaparadzwa. See the chapter |