Online Bible

- Advertisements -

Mabasa 9:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Sauro akasimuka akazarura maziso ake asi hapana chaaikwanisa kuona. Naizvozvo vakatoita zvokumubata ruoko vachimutungamirira. Vakaenda naye muDhamasikusi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino Sauro akasimuka pasi; asi aciȿinudza meso ake, haana‐kuʋona cinhu; ʋakamuɓata ruʋoko, ʋakaenda naye Damasko.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino Sauro akasimuka; asi achisvinudza meso ake, haana kuona chinhu; vakamubata ruoko, vakaenda naye Dhamasiko.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Sauro akasimuka akazarura maziso ake asi hapana chaaikwanisa kuona. Naizvozvo vakatoita zvokumubata ruoko vachimutungamirira. Vakaenda naye muDhamasikusi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Sauro akasimuka akazarura maziso ake asi hapana chaaikwanisa kuona. Naizvozvo vakatoita zvokumubata ruoko vachimutungamirira. Vakaenda naye muDhamasikusi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Sauro akasimuka, asi akati achisvinudza meso ake haana kugona kuona chinhu. Saka vakamubata ruoko vakamutungamirira kupinda muDhamasiko.

See the chapter Copy

Mabasa 9:8

Follow us:

Advertisements

Advertisements