Mabasa 9:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Varume vaaifamba navo zvakavashaisa romuromo. Vainzwa izvi asi pasina wavari kuona. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋarume ʋaiʋa parwendo naye, ʋakamira ʋanyerere, ʋacinzwa inzwi, asi ʋasiŋgaʋoni munhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Varume vaiva parwendo naye, vakamira vanyerere, vachinzwa izwi, asi vasingaoni munhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Varume vaaifamba navo zvakavashaisa romuromo. Vainzwa izvi asi pasina wavari kuona. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Varume vaaifamba navo zvakavashaisa romuromo. Vainzwa izvi asi pasina wavari kuona. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Varume vaifamba naSauro vakamira vakashaya chokutaura; vakanzwa inzwi asi havana kuona kana munhu. See the chapter |