Online Bible

- Advertisements -

Mabasa 9:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Pamazuva iwayo akarwara akafa. Pavakanga vamushambidza vakandomurarisa muimba yapamusoro.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ɀino namazuʋa iwayo iye akarwara, ndokufa. Ʋakati ʋamushambidza, ʋakamuisa muimba yokumsoro.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Zvino namazuva iwayo iye akarwara, ndokufa. Vakati vamushambidza, vakamuisa muimba yokumusoro.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Pamazuva iwayo akarwara akafa. Pavakanga vamushambidza vakandomurarisa muimba yapamusoro.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Pamazuva iwayo akarwara akafa. Pavakanga vamushambidza vakandomurarisa muimba yapamusoro.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Panguva inenge iyoyo akatanga kurwara ndokubva afa, mutumbi wake ukashambidzwa uye ukaiswa muimba yapamusoro.

See the chapter Copy

Mabasa 9:37

Follow us:

Advertisements

Advertisements