Mabasa 9:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvino Pita zvaaifamba–famba mukati mavo vose akaendawo kuvatsvene vaigara kuRidha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino Petro wakati acipote‐nyika kwose, akaɓurukira ʋo kuʋatȿene ʋakaŋga ʋagere Rida. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Zvino Petirosi akati achipota nyika kwose, akaburukirawo kuvatsvene vakanga vagere Ridha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvino Pita zvaaifamba–famba mukati mavo vose akaendawo kuvatsvene vaigara kuRidha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Zvino Pita zvaaifamba–famba mukati mavo vose akaendawo kuvatsvene vaigara kuRidha. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Petro paakanga achifamba achipota nenyika, akashanyira vatsvene muRidha. See the chapter |