Online Bible

- Advertisements -

Mabasa 8:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Kwaiva nomumwe murume ainzi Simoni aiita mashiripiti muguta iroro, akashamisa vanhu veSamaria achizviti ndini pano.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino kwakaŋga kunomumŋe murume, wainzi Simoni, waiʋa ŋaŋga kare paguta iro, waishamisa ʋanhu ʋeSamaria, aciɀiita munhu mukuru.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino kwakanga kuno mumwe murume, ainzi Simoni, aiva n'anga kare paguta iro, aishamisa vanhu veSamaria, achizviita munhu mukuru.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Kwaiva nomumwe murume ainzi Simoni aiita mashiripiti muguta iroro, akashamisa vanhu veSamaria achizviti ndini pano.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Kwaiva nomumwe murume ainzi Simoni aiita mashiripiti muguta iroro, akashamisa vanhu veSamaria achizviti ndini pano.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Zvino kwechinguva mumwe murume ainzi Simoni akanga aita unʼanga muguta uye akashamisa vanhu vose veSamaria. Aizvirumbidza achiti iye akanga ari munhu mukuru,

See the chapter Copy

Mabasa 8:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements