Mabasa 7:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Pamazuva iwayo vakaumba mhuru vakapira chibayiro kuchiumbwa chokunamata vachipemberera zvakaitwa namaoko avo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ɀino ʋakaita mhuru namazuʋa iwayo, ʋakaʋuya neciɓayiro kucifananidzo caʋo, ʋakafarira maɓasa amaʋoko aʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 Zvino vakaita mhuru namazuva iwayo, vakauya nechibayiro kuchifananidzo chavo, vakafarira mabasa amaoko avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Pamazuva iwayo vakaumba mhuru vakapira chibayiro kuchiumbwa chokunamata vachipemberera zvakaitwa namaoko avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 Pamazuva iwayo vakaumba mhuru vakapira chibayiro kuchiumbwa chokunamata vachipemberera zvakaitwa namaoko avo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Ndiyo nguva yavakaumba chifananidzo chakaita semhuru. Vakauya nezvibayiro kwachiri vakachipemberera vachikudza chinhu chakaitwa namaoko avo. See the chapter |