Mabasa 7:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akabva kunyika yavaKaradhia akandogara kuHarani. Pakafa baba vake, Mwari akamubvisa ikoko akamuunza munyika ino yamugere iye zvino. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo akaɓuɗa munyika yaʋaKardia, akagara Harani. Ɀino ɓaɓa ʋake ʋakati ʋafa, Mŋari akamutamisa ipapo kunyika ino yamugere ɀino. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ipapo akabuda munyika yavaKaridhia, akagara Harani. Zvino baba vake vakati vafa, Mwari akamutamisa ipapo kunyika ino yamugere zvino. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akabva kunyika yavaKaradhia akandogara kuHarani. Pakafa baba vake, Mwari akamubvisa ikoko akamuunza munyika ino yamugere iye zvino. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akabva kunyika yavaKaradhia akandogara kuHarani. Pakafa baba vake, Mwari akamubvisa ikoko akamuunza munyika ino yamugere iye zvino. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 “Saka akabva munyika yavaKaradhea akandogara muHarani. Shure kwokufa kwababa vake, Mwari akamutuma munyika ino yamugere zvino. See the chapter |