Mabasa 5:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mushure memaawa matatu mudzimai wake akauyamo asingazivi zvakanga zvaitika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ŋguʋa dzineŋge senhatu dzakati dzapfuʋura, mukadzi wake akapinda, asiŋgaziʋi ɀaitwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Nguva dzinenge senhatu dzakati dzapfuura, mukadzi wake akapinda, asingazivi zvaitwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mushure memaawa matatu mudzimai wake akauyamo asingazivi zvakanga zvaitika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mushure memaawa matatu mudzimai wake akauyamo asingazivi zvakanga zvaitika. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Shure kwamaawa anenge matatu mukadzi wake akasvikopinda, asingazivi zvakanga zvaitika. See the chapter |