Mabasa 5:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ananiya paakanzwa mazwi aya akawira pasi akabva afa. Vanhu vose vakazvinzwa vakatya zvikuru. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ananiasi, wakati acinzwa mashoko iwayo, akawira pasi, akaɓuɗisa mŋeya wake; kutya kukuru kukawira ʋose ʋakaɀinzwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Ananiasi, akati achinzwa mashoko iwayo, akawira pasi, akabudisa mweya wake; kutya kukuru kukawira vose vakazvinzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ananiya paakanzwa mazwi aya akawira pasi akabva afa. Vanhu vose vakazvinzwa vakatya zvikuru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ananiya paakanzwa mazwi aya akawira pasi akabva afa. Vanhu vose vakazvinzwa vakatya zvikuru. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ananiasi akati anzwa izvi, akawira pasi akabva afa. Uye kutya kukuru kwakabata vose vakanga vanzwa zvakanga zvaitika. See the chapter |