Mabasa 5:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Vakabva mudare vachifara kuti vakaonekwa vakakodzera kuzvidzirwa zita iroro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ipapo ʋakaɓuɗa pamakurukota, ʋacifara, ɀaʋakanzi ʋakafanirwa iʋo kuɀidzwa nokuɗa kwezita rake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 Ipapo vakabuda pamakurukota, vachifara, zvavakanzi vakafanirwa ivo kuzvidzwa nokuda kwezita rake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Vakabva mudare vachifara kuti vakaonekwa vakakodzera kuzvidzirwa zita iroro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 Vakabva mudare vachifara kuti vakaonekwa vakakodzera kuzvidzirwa zita iroro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Vapostori vakabva paDare Guru, vachifara nokuda kwokuti vakanga vanzi vakafanira kutambudzwa nokunyadziswa nokuda kweZita iri. See the chapter |