Mabasa 5:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Asi Pita akati, “Nhai Ananiya wapindwa sei naSatani kudai kuti ureve nhema kuna Mweya Mutsvene uchizvichengetera chimwe chikamu chomutengo womunda? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Asi Petro akati: Ananiasi, Satani wazadzireiko mŋoyo wako, kuti ureʋe nhema kuMŋeya Mutȿene, nokuɀikamurira ɀimŋe pamuteŋgo womunda? See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Asi Petirosi akati, “Ananiasi, Satani wazadzireiko mwoyo wako, kuti ureve nhema kuMweya Mutsvene, nokuzvikamurira zvimwe pamutengo womunda? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Asi Pita akati, “Nhai Ananiya wapindwa sei naSatani kudai kuti ureve nhema kuna Mweya Mutsvene uchizvichengetera chimwe chikamu chomutengo womunda? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Asi Pita akati, “Nhai Ananiya wapindwa sei naSatani kudai kuti ureve nhema kuna Mweya Mutsvene uchizvichengetera chimwe chikamu chomutengo womunda? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ipapo Petro akati, “Ananiasi, Satani azadzireiko mwoyo wako kudai, kuti usvike pakureva nhema kuMweya Mutsvene uye wazvikamurira imwe mari yawawana pakutengesa munda? See the chapter |