Mabasa 4:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 kana tiri kugadzirwa dare nhasi uno basa rakanaka rakaitwa kumhetamakumbo iyi kuti munhu uyu akarapwa sei, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 kana tikabvunzwa nhasi pamsoro peɓasa rakanaka, rakaitirwa munhu cirema, napaakaponeswa napo; See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 kana tikabvunzwa nhasi pamusoro pebasa rakanaka, rakaitirwa munhu chirema, napaakaponeswa napo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 kana tiri kugadzirwa dare nhasi uno basa rakanaka rakaitwa kumhetamakumbo iyi kuti munhu uyu akarapwa sei, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 kana tiri kugadzirwa dare nhasi uno basa rakanaka rakaitwa kumhetamakumbo iyi kuti munhu uyu akarapwa sei, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 kana tadanwa nhasi nokuda kwebasa rakanaka rakaitwa kuchirema uye tichibvunzwa kuti akaporeswa sei, See the chapter |